Nhematronics Home Appliances

Nhematronics Home Appliances We distribute fridge and stoves for sale,helping you when buying fridge and stove on what to look for

20/11/2024

Vari Zaka ichokwadi here kuti Ambuya avo vanogara apo ku Zaka ikoko....?

uye havana kana anobatsira..

CBZ chete ndiyo inofanira kuchengeta mari iwewe inzwa nyaya iripano.....tenga mudziyo waunoda.Pano paita nyaya yakanaka....
15/11/2024

CBZ chete ndiyo inofanira kuchengeta mari iwewe inzwa nyaya iripano.....tenga mudziyo waunoda.

Pano paita nyaya yakanaka..ndauya ne best deals in town.. Harare dealz!!!!

ndiwe wasara usiri kuziva kurikutengwa midziyo yemumba nevanhu ,usatenga fridge,microwave kana stove usina kumboona yatinayo iyi yakasimba apa tinotaurirana...

Uku ndiko Kutenga kunenge kuhodheserwa ka uku....
Kana wafarira nyaya iyi tibate pafoni +263772233989
+263719233989
Shamwari tisu takacheaper town yese....

Usabve usina ku liker page redu wobva wanyora kuti hi tibatsirane kana uchida mudziyo wako nhasi……


waizviziva here kuti paunotenga fridge unotanga kunatsova ne budget yakanaka pane kutenga zvinhu everyday zvaunoda kudya...
17/12/2023

waizviziva here kuti paunotenga fridge unotanga kunatsova ne budget yakanaka pane kutenga zvinhu everyday zvaunoda kudya?

unozviziva here kuti zvirinyore ku budget mari kana wava ne fridge mumba?
sahwira kutenga zvinhu wozvi freezer ndiyo nzira yekutanga yekuchengetedza mari...kwete kutenga zvinhu everyday mari inoperawo fast.

tinotengesa ma fridge nema stove.
kana wafarira nyaya iyi tibate +263772233989

usabve pa o usina kusiya somthing pa post ino liker kana wafarira nyaya iyi

Unozviziva here kuti unogona kubika kana kutonodza chikafu chako nema stove kana fridge atinawo?Ndiwe wasara usati wakuz...
14/12/2023

Unozviziva here kuti unogona kubika kana kutonodza chikafu chako nema stove kana fridge atinawo?

Ndiwe wasara usati wakuziva kuti tinotengesa ma fridge uye stove e defy,hisense,kic,univa nemimwe mutupo nemari yakaderera.

Tanga kubika nemidziyo yedu nhasi chaiye tibate kana waufarira pa +263772233989 unogona kutowan fridge yako ne $300 chaiyo.

Kana usingadi kusara pazvirongwa zvedu liker page rino tapota usabve pano usina kusiya something.

urikutsvaga fridge kana stove zvemhando yapamusoro here??? sahwira ndiwe wasara usati watenga fridge kana stove  ye defy...
19/10/2023

urikutsvaga fridge kana stove zvemhando yapamusoro here???
sahwira ndiwe wasara usati watenga fridge kana stove ye defy,hisense,kic kana univa ku ...tinotengesa mafridge kana stove!!!!
kana uchida mudziyo wako kumba kana kuuya kushop tora number yedu mu comment kana usina whatsapp kana kungoti hie chete tobatsirana....

kuti usasare pazvirongwa zvedu siya like pa page ne post ino usabve pano usina kusiya something

muHarare Cbd — maita  nyaya yakanaka..ndauya ne best deals in town.. Harare dealz!!!!ndiwe wasara usiri kuziva kurikuten...
10/10/2023

muHarare Cbd — maita nyaya yakanaka..ndauya ne best deals in town.. Harare dealz!!!!

ndiwe wasara usiri kuziva kurikutengwa midziyo yemumba nevanhu ,usatenga fridge,microwave kana stove usina kumboona yatinayo iyi yakasimba apa tinotaurirana...
Tinotengesa fridge,stove,microwave nezvimwe huyai titaure.....

Uku ndiko Kutenga kunenge kuhodheserwa ka uku....kana pane chaunoda ingoti hi chete wadaro liker kana ku follower page redu.

Usabve usina ku liker page redu wobva wanyora kuti hi tibatsirane kana uchida mudziyo wako nhasi……


For fridge and stoves you can trust call now +263772233989
02/09/2023

For fridge and stoves you can trust call now +263772233989

Ndakugadzirirai size inokwana chasara Sarudza package inoenderana nezvaunoda. All these packages are available for you t...
13/03/2023

Ndakugadzirirai size inokwana chasara Sarudza package inoenderana nezvaunoda.

All these packages are available for you tirikuti solar kuvanhu because……
….No more black outs means wakugona kushanda nekuzvifadza pasina chinokutadzisa Remember Professional installation available. App /Call 0772233989

Pano paita nyaya yakanaka..ndauya ne best deals in town..gore rakupera sooooo!!!!!wow….ndiwe wasara usiri kuziva kurikut...
30/11/2022

Pano paita nyaya yakanaka..ndauya ne best deals in town..gore rakupera sooooo!!!!!wow….

ndiwe wasara usiri kuziva kurikutengwa midziyo yemumba nevanhu ,usatenga kitchen unit or wardope usina kumboona yatinayo iyi yakasimba apa tinotaurirana...

Uku ndiko Kutenga kunenge kuhodheserwa ka uku....
Kana wafarira nyaya iyi tibate pafoni +263779371540
Shamwari tisu takacheaper town yese....kutangira pa $250unenge wava nemudziyo!!!!!

Usabve usina ku liker page redu wobva wanyora kuti hi tibatsirane kana uchida mudziyo wako nhasi……

Harare dealz kana uri out of harare tinokutumira!!!!!!


Metal kichen units and beds available call +263779371540
28/10/2022

Metal kichen units and beds available call +263779371540

Ndauya nema side by side akanaka chaizvoo!!!Tisu takacheaper town yese,tine mutupo inovimbwa zvakanyanya…Samsung,Hisense...
03/07/2022

Ndauya nema side by side akanaka chaizvoo!!!
Tisu takacheaper town yese,tine mutupo inovimbwa zvakanyanya…Samsung,Hisense & Defy…..
Kutangira pa $1500

Kana wafarira nyaya iyi meaning if you are very interested…
Tibate tiite delivery pamusuwo
Yes you pay on delivery

Fona nhasi +263772233989

Kana unekutenda kuti ukashanda uchatenga fridge,stove kana tv yako hombe….ingoisa like pa page redu
Kana uchida kutaura nesu pa WhatsApp baya link mu comment kanakunyora kuti link….

Address

Harare

Opening Hours

Monday 08:00 - 17:00
Tuesday 08:00 - 17:00
Wednesday 08:00 - 17:00
Thursday 08:00 - 17:00
Friday 08:00 - 17:00
Saturday 08:00 - 17:00

Telephone

+263716335835

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Nhematronics Home Appliances posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category