02/06/2023
WELCOME TO E CREATOR
Zvinoitwa ne E Creator Company ndezvizvi:
Kana munhu akajoiner uye aka completer registration, anopinda muvip0 nokuti unenge usat wave an employee weEcreator. Unogonawo ku downloader application after you have completed the registration. Ukaenda pakanzi "download" uri mu portal imomo unobva wato downloader the E creator Application.
Application yacho inongoshanda zvakafanana ne portal yacho. Everyday kana wapedza basa rako unoisa screenshot yebasa rako pa E Creator Work Group (pa WhatsApp). Uchingopedza registration wotoisa wega mari yako (minimum $15 maximum $100). Unoenda kune any ecocash booth woisirwa mari yako wopinda muAccount mako you press recharge. Inobva yakuratidza number dzekutumira mari yako ( mari yako inopinda muaccount yeFinancial department yeEcreator, kwete chero munhu. Wapedza kuita *153 wotumira panouya ecocash message ine APPROVAL CODE you are expected to paste it from PP to the last full stop. Instantly as long as you put the correct APPROVAL code you can now do your daily earnings. Watotanga kuwana commission yemu VIP1. Usazoisa mari inopfuura upper limit ye level hako nekuti imwe yacho haizoshandi kuita ma ratings kana usati wapinda mu next level racho.
Process yekunoisa mari yako is through Ecocash USD wallet (ye * 153 # iya) uchishandisa system (portal ye E Creator). Pane procedure iripo.
For a start unoisa between 15-100 USD pa level yekutanga inonzi VIP 1.
Ma ranks acho anobva pa VIP 1 kusvika ku VIP 4 for regular users (employees).
Generally, E Creator inobhadhra 4% for VIP 1 ( ie 15-100USD), for VIP 2 (100-500 USD) it's 4.5%, for VIP 3 (500-2000 USD) it's 5% then 5.5% for VIP 4 (2000-5000).
Basa riripo riri very very simple uye rinoitwa online. E Creator company inoita advertising yema ma goods e 4 online shops which are mainly based in Eastern and European countries.
E Creator iri kuita kuti zvinhu zvema online shops/merchants anoti Lazado, Zalando, Shopee and Tokopedia aonekere zviri nani aine more number of views, more number of purchases ne good star rating.
Sezvatinogona kuita kana tichitarisa a "better" application pa Google Play store tinogona kushandisa kuti application ine ma downloads akawanda, ma reviews akawanda, star rating iri above 4 stars kazhinji tinoti that application is the best. Ndizvo zvimwe chete nenhau ye E Creator. It pushes number of review, star rating and purchases of these online Merchants' goods.
Kazhinji kunyika dzakabudirira (ma developed countries) vave kunyanya kutenga zvinhu zvavo online.
So E Creator company inobva yahayawo vanhu vairi kupa those percentages dzandareva pamusoro kuti vabatsirane nayo ku advertiser the products of these companies. The issue is about pushing the volumes of views, star rating and purchases. Nokuti system/portal ye E Creator yakagadzirwa in such a way yekuti unenge uchitoita semunhu ari kutotenga online, oisa Star rating ne comment. So ndiko kushanda kwacho is just rating neku commenter good about the products dzinenge dzichiuyiswa kusvika dzasvika 10, then zvemusi iwoyo zvinenge zvatokwana.
2 to 4 minutes kana uine good network connection munhu anenge atopedza.
Ma products anouyiswa one by one kusvika asvika 10 anenge achienderana ne balance yenyu ye mari irimo mu account (Total assets).
Sekuti kana muine 100 USD munopiwa ma products ari close to 100 iyoyo such that 4% iya inenge iri padhuze ne 4 USD, probably 3.5 USD on average as your commission. The commission will be added to your 100 dollars immediately after completing the purchase, ratings and commenting.
So chinoita kuti mubve pane imwe level kuenda pane imwe ndechichi:
1) mari yenyu iri pa total assets
2) Ma invites amunoita kuvanhu 5 or more vanobva vaisa the required amount ye level yamave kuda kusiya kuenda pa next.
For example, kumunhu ari pa VIP 1 kuti aende pa VIP 2 anoda kuti mu account make munge muine 100 USD and above uye anofanirwa kuti vanhu 5 vaka register kuva ma employees e E Creator under his/her referral link vaite "recharge" their accounts with amounts which are between 15 USD and 100 USD. Zvichingodaro to the next level kana wave kuda kuenda ku VIP 3, unofanirwa kunge uine 500 USD mu account yako then 5 vanhu vari under you vanenge vave pa VIP 2 (100 USD -500 USD).
Ndozviripo kusvika ku last level.
Basically ndingangoti ndizvo zviripo about E Creator.
You can check some of the videos posted on their page: E Creator company zw